Chimbalazi

(runangakatsva kubva kuVaBarawani)

Chimbalazi, ChiMwini kana Bravanese mutauro weBantu unowanikwa kuSomalia.

Mashoko Anotodza Shona chinjirudza

Mukutarira duramazwi reChimbalazi kwakaonekwa mazwi ane chitsama anotodza Shona. Izvi hazvireve kuti vatauri veShona vanonzwanana nevatauri veChimbalazi, asikuti pane mazwi anotodzana chete.

  • Barawani vanoti basi (sufficient).
  • VaBarawani vanoti bataata (potato) kureva mbatatisi.
  • VaBarawani vanoti safari (journey) kureva rwendo.
  • VaBarawani vanoti shaali (shawl) kureva chari.
  • VaBarawani vanoti shpeendo (n. love) kureva rudo.
  • VaBarawani vanoti ranji (n. colour) kureva ruvara.
  • VaBarawani vanoti chaala (finger) kureva chara.
  • VaBarawani vanoti chaambo (bait) kureva hwambo.
  • VaBarawani vanoti chaana ngombe (calf) kureva mwana wemombe.
  • VaBarawani vanoti chaana njuku (chick) kureva hukwana.
  • VaBarawani vanoti chidhevu (chin) kureva chirebvu.
  • VaBarawani vanoti chilemba (turban) kureva chiremba.
  • VaBarawani vanoti chindiimu (lemon) kureva ndimu.
  • VaBarawani vanoti chuula (frog) kureva chura.
  • VaBarawani vanoti gellle (maize) kureva magwere.
  • VaBarawani vanoti haanzu (woman's dress) kureva rokwe.
  • VaBarawani vanoti hoonde (seeds) kureva mbeu.
  • VaBarawani vanoti ifumo (spear) kureva pfumo.
  • VaBarawani vanoti ipepo (wind) kureva mhepo.
  • VaBarawani vanoti iziwa (milk) kureva mukaka.
  • VaBarawani vanoti kufa (to die) kureva kufa.
  • VaBarawani vanoti kuja (food) kureva kudya.
  • VaBarawani vanoti kule (far) kureva kure.
  • VaBarawani vanoti kuluma (bite) kureva kuruma.
  • VaBarawani vanoti kunna (drinking) kureva kunwa.
  • VaBarawani vanoti kuliwala (forgetting) kureva kurivara.
  • VaBarawani vanoti kuuluka (flying) kureva kuuruka.
  • VaBarawani vanoti kuuya (to come) kureva kuuya.
  • VaBarawani vanoti kuwaka (to build) kureva kuvaka.
  • VaBarawani vanoti liini? (when?) kureva rinhi?.
  • VaBarawani vanoti ikope (eyebrow).
  • VaBarawani vanoti ma'ruufu (familiar, common).
  • VaBarawani vanoti maaka (year) kureva gore.
  • VaBarawani vanoti mate (saliva) kureva mate.
  • VaBarawani vanoti miimba (stomach) kureva mimba.
  • VaBarawani vanoti mpaango (plan) kureva mhangwa.
  • VaBarawani vanoti mreefu (high, long) kureva murefu.
  • VaBarawani vanoti Mujiitu (n. God) kureva Mwari.
  • VaBarawani vanoti munnu (salt) kureva munyu.
  • VaBarawani vanoti mvula (rain) kureva kunaya kwemvura.
  • VaBarawani vanoti ndhevu (beard) kureva ndebvu.
  • VaBarawani vanoti mafta (oil) kureva mafuta.
  • VaBarawani vanoti kuwola (dry rot) kureva kuwora.
  • VaBarawani vanoti kuzaama (sink) - zvichida richitodzana nokuti kudzama.
  • VaBarawani vanoti kati (centre) kureva pakati.
  • VaBarawani vanoti kalaanga (fry) kureva karinga.
  • VaBarawani vanoti ina (n. name) kureva zita.
  • VaBarawani vanoti imba (sing) kureva kuimba.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • VaBarawani vanoti chidhuku kana chishupa (umblical cord). KuShona kune chinonzi shupa chinobuda mushure mokunge mwana azvarwa.
  • VaBarawani vanoti fuungula (open) kureva kuvhura.
  • VaBarawani vanoti hawa (weather/climate) kureva mamiriro ekunze.
  • VaBarawani vanoti igugu (eggshell) kureva goko rezai.
  • VaBarawani vanoti kaambele (temporary) kureva kwechinguva.
  • VaBarawani vanoti kuwasila (arrive) kureva kusvika.
  • VaBarawani vanoti maambo (affairs).
  • VaBarawani vanoti mahari (bride price) kureva roora.
  • VaBarawani vanoti makosa (mistake) kureva kanganiso.
  • VaBarawani vanoti maluungo (body) kureva muviri.
  • VaBarawani vanoti meende (cockroach) kureva bete.

[1]

  1. http://www.baseportal.com/cgi-bin/baseportal.pl?htx=/albarawi/Dictionary&localparams=3&range=0,20