Logba kana Ikapana mutauro unowanikwa kuGhana.

Mazwi Anotodza Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Logba inoti otsoe (n. ear, side) kureva nzeve. Mamwe mazwi: umushi (n. smoke) kureva utsi.
  • Logba inoti dzuba (v. return) kureva kudzoka. Fananidzai nokuti zuva? Mamwe mazwi: etsi (down; under) kureva pasi.
  • Logba inoti etsi (n. land) kureva pasi. Mamwe mazwi: dada (sister). Ndebele inoti dade (n. sister) kureva sisi.
  • Logba inoti uvu (n. belly) kureva dumbu. Mamwe mazwi: umushi (n. smoke) kureva utsi.

Mamwe Mashoko

chinjirudza
  • Logba inoti evi (n. sun) kureva zuva. Mamwe mazwi: ufoto (n. marshy area) kureva deve.
  • Logba inoti afa kana utsa (n. house) kureva imba. Mamwe mazwi: afan (n. home) kureva mumba.
  • Logba inoti uno (farm) kureva purazi. Mamwe mazwi: gume (origin, source) kureva mavambo.
  • Logba inoti ba (v. come) kureva kuuya. Mamwe mazwi: go (v. grind) kureva kukuya.
  • Logba inoti dzosu (n. blood) kureva ropa. Mamwe mazwi: bwe (n. animal) kureva mhuka.
  • Logba inoti bwa (v. fold) kureva kupeta. Mamwe mazwi: ywe (v. pound) kureva kupura.
  • Logba inoti pepepe (exactly). Mamwe mazwi: pepi (n. harmattan) kureva mwaka wekunaya nemitutu.
  • Logba inoti da (v. open) kureva kuvhura. Mamwe mazwi: do (v. follow) kureva kutevera.
  • Logba inoti ndu (n. water) kureva mvura. Mamwe mazwi: iwo ndu (n. bee water). Iwondu (n. honey).
  • Logba inoti uku (n. bone) kureva bvupa. Mamwe mazwi:itsi (n. soil) kureva ivhu.
  • Logba inoti tsitsi (v. turn) kureva kupinduka. Mamwe mazwi: tsiyi (n. maize) kureva chibage.
  • Logba inoti tsimi (crack). Mamwe mazwi: tsibi (small) kureva diki. Utsintsi (middle) kureva pakati.
  • Logba inoti atsi (n. night) kureva husiku. Mamwe mazwi: odza (n. fire) kureva moto.
  • Logba inoti nya (v. live) kureva kurarama. Mamwe mazwi: fonyi (v. peel) kureva kumenya.
  • Logba inoti mfuta (n. clothes) kureva mbatya. Mamwe mazwi: tata (v. inform) - tarisai nyamutata?.
  • Logba inoti bote (resemble) kureva kufanana. Mamwe mazwi: futo (v. mix) kureva kusanganisa.
  • Logba inoti tsi (v. sit) kureva kugara. Mamwe mazwi: ye (v. stand) kureva kumira.
  • Logba inoti to (v. become thick) kureva kukora. Mamwe mazwi: tóŋgo (thick one - liquid)) kureva yakakora.
  • Logba inoti tse (old) kureva tsaru. Mamwe mazwi: tséŋgo (old one) kureva tsaru.
  • Logba inoti usa (n. clan) kureva dzinza. Mamwe mazwi: unansa (n. chief) kureva ishe.
  • Logba inoti sa (leave) kureva kubva. Mamwe mazwi: sago (leaving as in migration).
  • Logba inoti ta (v. shoot) kureva kupfura. Mamwe mazwi: doka (v. reserve) kureva kuchengetera.
  • Logba inoti wasa (n. owner) kureva mwene. Mamwe mazwi: kufio (lazy) kureva ane nungo. Kufiowasa (n. lazy owner).
  • Logba inoti adze (n. witch) kureva muroyi. Mamwe mazwi: adzewasa (n. wasa). Tedzi (n. donkey) kureva dhongi.
  • Logba inoti osa (n. man) kureva murume. Mamwe mazwi: asa (n. men) kureva varume.
  • Logba inoti nu (containing region). Mamwe mazwi: tsu (on; upper surface) kureva pa-. Zugbo (head) kureva musoro.
  • Logba inoti ite (front) kureva mberi. Mamwe mazwi: yo (skin, surface contact) kureva ganda.
  • Logba inoti anu (mouth, tip, edge) kureva muromo. Mamwe mazwi: ama (back, behind) kureva mushure.
  • Logba inoti membga (n. plate; bowl) kureva ndiro. Mamwe mazwi: etsine (way, process) kureva [[]].
  • Logba inoti dzi kana tsu (upper surface). Mamwe mazwi: kisa (be or become long). Kutsi (v. collect).
  • Logba inoti dzo (be or become straight) kureva kutamuka. Mamwe mazwi: tsa (be or become tired) kureva kuneta.
  • Logba inoti mu (be or become dark) kureva kusviba. Mamwe mazwi: yi (be or become full) kureva kuzara.
  • Logba inoti idzowa (n. riches) kureva pfuma. Mamwe mazwi: isame (n. happiness).
  • Logba inoti isuso (n. thatch). Mamwe mazwi: nya (to own). Sanu (n. sieve) kureva sefa.
  • Logba inoti ikpe (num. one) kureva mumwe. Mamwe mazwi: inyo (num. two) kureva mbiri.
  • Logba inoti ita (num. three) kureva nhatu. Mamwe mazwi: ina (num. four) kureva ina.
  • Logba inoti inu (num. five) kureva shanu Mamwe mazwi: iglo (num. six) kureva tanhatu.
  • Logba inoti glaŋkpe (num. seven) kureva nomwe Mamwe mazwi: mlamina (num. eight) kureva sere.
  • Logba inoti gɔkuaɖu (num. nine) kureva pfumbamwe Mamwe mazwi: udu (num. ten) kureva gumi.
  • Logba inoti dutsa ikpe (num. eleven) kureva gumi nerimwe. Mamwe mazwi: dutsa myo (num. twelve) kureva gumi nembiri.
  • Logba inoti dutsa ita (num. thirteen) kureva gumi nenhtau. Mamwe mazwi: dutsa myo (num. fourteen) kureva gumi neina.

[1]

  1. https://www.lotpublications.nl/Documents/183_fulltext.pdf