Mbukushu
(runangakatsva kubva kuThimbukushu)
Mbukushu kana Thimbukushu mutauro unowanikwa kuNamibia, Botswana, Angola neZambia.
Mazwi Anotodza Shona
chinjirudza- Mbukushu inoti dyoko (n. hand) kureva ruwoko. Vanoti: mwaka (n. year) kureva gore.
- Mbukushu inoti kutjoka (to break) kureva kutyoka. Vanoti: muronga (n. dry river bed; drylands, arid territory).
- Mbukushu inoti muragho (law, order) kureva murawo. Vanoti: murandu (n. sin, matter, guilt) kureva murandu.
- Mbukushu inoti mbunga (crowd of people; people) kureva gungano. Vanoti: mbira (n. grave) kureva rinda.
- Mbukushu inoti rukwaro (n. letter) kureva tsamba kana rugwaro. Vanoti: rudhi (type, sort, race) kureva rudzi.
- Mbukushu inoti ghuremu (n. weight, heaviness, preganancy) kureva huremu. Vanoti: ghushoko (troop of little monkeys).
- Mbukushu inoti ghukukutu (difficulty, dryness, drought) kureva hukukutu. Vanoti: ghukashu (weakness - physical & psychological).
- Mbukushu inoti ghuta (n. rifle, bow) kureva pfuti kana uta. Vanoti: ndundu (n. large dune) kureva gomo rejecha.
- Mbukushu inoti shoko (monkey) kureva tsoko. Vanoti: kwereka (to give birth to; to bear) kureva kubereka.
- Mbukushu inoti kwombeka (to soften) kureva kuwombeka. Vanoti: kwiruka (to return to health).
- Mbukushu inoti -perama (to get into; to get on). Vanoti: -pereka (to load onto; to convey) kureva kupereka.
Mamwe Mashoko
chinjirudza- Mbukushu inoti tandha (v. to split reeds) kureva kutsemura tsanga. Vanoti: thitandi (sieve made of reeds) kureva sefa yetsanga.
- Mbukushu inoti pepi (near) kureva pedyo. Vanoti: mbundu (mist) kureva mhute.
- Mbukushu inoti ghure (n. length) kureva hurefu. Vanoti: kukurura (v. to cut hair) kureva kugera vhudzi.
- Mbukushu inoti Nyambi (n. God) kureva Mwari. Vanoti: ngandu kureva garwe.
- Mbukushu inoti kavandja (n. sweet potato) kureva mbambaira. Vanoti: mukuwa (n. European) kureva murungu.
- Mbukushu inoti mberewa (n. Office. from German buro) kureva hofisi. Vanoti: mwiru (n. black person) kureva munhu mutema.
- Mbukushu inoti munu/muguva (n. person, human being) kureva munhu. Vanoti: mupika (n. servant, slave, maid) kureva muranda.
- Mbukushu inoti muvereki (n. worker; employee) kureva mushandi. Vanoti: -vereka (to work) kureva kushanda.
- Mbukushu inoti mbara (n. Chief's village). Vanoti: mukambara (n. person from Chief's village).
- Mbukushu inoti mukunda (district) kureva dunhu. Vanoti: mukoka (drag mark, rut made by car or sledge).
- Mbukushu inoti dimba (swarm of locusts) kureva bupira rehwiza. Vanoti: diwendhe (n. swarm of bees) kureva mukuze wenyuchi.
- Mbukushu inoti dyanda (herd of buffalo) kureva danga renyati. Vanoti: mboma kureva shato.
- Mbukushu inoti diviya (n. Lake; pan - low lying area that holds water after rain) kureva dziva kana guvi. Vanoti: () kureva [[]].
- Mbukushu inoti makwerero (n. repentance) kureva kupfidza zvivi. Vanoti: thireyi (sand sledge) kureva chirheyi.
- Mbukushu inoti thiyoka kureva nyoka. Vanoti: thikumba (skin) kureva ganda. Vanoisa thi panoiswa chi kuShona.
- Mbukushu inoti hefu (n. eland) kureva mhofu. Vanoti: muhefu kureva danga remhofu.
- Mbukushu inoti mbuto (n. seed, semen) kureva mbeu. Vanoti: nyonga (n. hip) kureva hudyu.
- Mbukushu inoti kamwe (n. mosquito) kureva umhutu. Vanoti: rupara (n. face) kureva kumeso.
- Mbukushu inoti kwanduka (to grow wild). Vanoti: kwamba (to stretch hide).
- Mbukushu inoti -tunda (to come from) kureva kubva mu. Vanoti: -iruka (to be healthy).
- Mbukushu inoti -tanara (to be strong, be stiff). Vanoti: -kangura (to heat, to iron).
- Mbukushu inoti -pirura (to turn something around). Vanoti: -piruka (to turn one's self around).
- Mbukushu inoti -pupa (to flow) kureva kuyerera. Vanoti: -puka (to drift in water).
- Mbukushu inoti shemwa (clearly, precisely, certainly). Vanoti: yira/think (adv. like, similar to) kureva kufanana.
- Mbukushu inoti mwishi/mushi (below, under, in an empty house; in an empty room).
- Mbukushu inoti munyima (after, behind). Vanoti: kuwiru (upward, in the sky).
Zvipauro
chinjirudza- Mbukushu inoti -pya (new, ripe) kureva idzva. Vanoti: -fupi (short, low) kureva pfupi.
- Mbukushu inoti ndondoro (clean, accurate, neat). Vanoti: -ruru (bitter, sour) kureva maruru.
- Mbukushu inoti -kashu (withered, cowardly, weak). Vanoti: -tanavu (constant, reliable, steadfast).
- Mbukushu inoti -yondi (thin, lean, spare) kureva kuwonda. Vanoti: -kandami (shallow).
- Mbukushu inoti -hamu (insipid, tasteless) - zvichida vanoreva hambe? Vanoti: -nongo (good, kind).