Gbari, Agbari kana Gbagyi mutauro unowanikwa kuNigeria.

Mashoko Anotodza Bantu chinjirudza

  • Gbari inoti baya (v. to cut with knife) kureva kucheka nebanga. Mamwe mazwi:
  • Gbari inoti bwapa (n. shoulder) kureva bendekete. Mamwe mazwi:
  • Gbari inoti bwari (n. house, compound) kureva imba kana pamusha. Fananidzai neChewa inoti bwalo ya malonda (market place) kureva musika.
  • Gbari inoti bila (n. announcement of the death of someone old or important and a ceremony for the death).
  • Gbari inoti ceza (v. to report someone) kureva kuchera. Sokuti: Tirivangani ndiye akandichera kumapurisa.
  • Gbari inoti ciya (v. to throw away (cf. ya to lose) kureva kutaya. Mamwe mazwi: bo (v. rot) kureva kuwora.
  • Gbari inoti enu (n. salt) kureva munyu. Mamwe mazwi: ere (n. size, diameter, fatness) - fananidzai nokuti kuyera.
  • Gbari inoti etse (n. arrow) kureva museve. Mamwe mazwi: tswa (v. to forge) kureva kupfura simbi.
  • Gbari inoti fula (n. n. Something light or weightless) chinhu chakareruka huremu.
  • Gbari inoti tsun (v. to prick, to inject) kureva kubaya. Fananidzai nokuti kutsunya?

Mamwe Mashoko chinjirudza

  • Gbari inoti bere (large number of things or people, multitude) kureva mhomho. Mamwe mazwi: etsu (n. chief, ruler).
  • Gbari inoti biri (small) kureva diki. Mamwe mazwi: bota (adv. downwards).
  • Gbari inoti budiri (n. spine) kureva muzongoza. Mamwe mazwi: byine(yi) (n. body) kureva muviri.
  • Gbari inoti ciri (specifically). Mamwe mazwi: cigbe (n. medicine) kureva mushonga.
  • Gbari inoti cigu (n. Mushroom. A type of mushroom that grows at the base of a rotting tree in the rainy season).
  • Gbari inoti dada (n. father or father's brother) kureva baba. Mamwe mazwi: da (say, speak).
  • Gbari inoti dandasa (n. Time of one's life). Mamwe mazwi: danda kana seke (n. enjoyment) kureva kufara.
  • Gbari inoti dogbe (n. resemblance) kureva kufanana. Mamwe mazwi: duku (n. Lute. A 2-stringed lute).
  • Gbari inoti dukya (n. Wealth, riches) kureva hupfumi. Mamwe mazwi: dukari (n. rich person) kureva mupfumi.
  • Gbari inoti ebwa (n. hand) kureva ruwoko. Mamwe mazwi: ebwa (n. nose) kureva mhuno.
  • Gbari inoti ebi (n. child, offspring, young creature, something incomplete) kureva mwana. Mamwe mazwi: dzungo (n. Wet season) kureva zhizha.
  • Gbari inoti edna (n. river) kureva rwizi. Mamwe mazwi: edna biri (n. stream) kureva rukova.
  • Gbari inoti emi (n. oil, fat, grease) kureva mafuta. Mamwe mazwi: emu (n. dog) kureva imbwa.
  • Gbari inoti eza (n. speech, talk, discussion) kureva nhaurwa. Mamwe mazwi: eye (n. River - fast-flowing river that can flood suddenly).
  • Gbari inoti eza (n. person, someone) kureva munhu. Mamwe mazwi: ezhi (n. n. village, town, city).
  • Gbari inoti fumba (n. shade) kureva mumvuri. Mamwe mazwi: fula (n. cap) kureva kepisi.
  • Gbari inoti gege (n. Deep-set, deep-set eyes) kureva mahobi. Mamwe mazwi: gbere (n. seed, stone of fruit).
  • Gbari inoti gunje (n. Non-violent madman) munhu anopenga asingarwise vanhu. Mamwe mazwi: guna (n. heat) kureva madziya.
  • Gbari inoti jaari (n. children of one's sister) mwana wehanzvadzi-sikana. Mamwe mazwi: jata (n. gravel, stony sand).
  • Gbari inoti jin v. to discuss, to deliberate, to arrange) kureva kukurukura. Mamwe mazwi: ka (n. write) kureva kunyora.
  • Gbari inoti kala (n. strength) kureva simba. Mamwe mazwi: kamba (maize) kureva chibage.
  • Gbari inoti kuti (n. forest) kureva sango. Mamwe mazwi: kokwe ( old people and objects) kureva vanhu vasharukwa kana zvinhu zvitsaru.
  • Gbari inoti mba (two) kureva mbiri. Mamwe mazwi: mwa (v. to be enough, to be sufficient).
  • Gbari inoti mwari (n. Horn. A transversely blown antelope or buffalo horn, used for signals or to accompany group-farming).
  • Gbari inoti nyabi (v. to ruin) kureva kuparadza. Mamwe mazwi: nuwa (n. water, stream) kureva rukova.
  • Gbari inoti pita (n. leg) kureva gumbo. Mamwe mazwi: nyasha (n. Iron, metal, zinc roof).
  • Gbari inoti tsongo (n. night) kureva husiku. Mamwe mazwi: tungu (n. ash) kureva dota.
  • Gbari inoti Tswashe kana Tswashengo (n. God) kureva Mwari. Mamwe mazwi: zana (n. Beer. Made from guinea-corn and very sweet).
  • Gbari inoti twa (v. to loosen). Mamwe mazwi: tupa (n. epilepsy).

[1]

  1. http://www.rogerblench.info/Language/Niger-Congo/VN/Nupoid/Gbari%20%20dictionary.pdf