Hanga mutauro weAfrika unowanikwa kuGhana

Mazwi Anotodza Bantu chinjirudza

  • VaHanga vanoti ba kana bandimba (n. father) kureva baba. Mamwe mazwi: ba (they; them, their - for humans) kureva va-.
  • Hanga vanoti goŋŋi (v. be curved) kureva kugonya. Mamwe mazwi: gutira (protecting or guarding) - fananidzai nokuti kukuta.
  • Hanga vanoti koosi (v. sell) kureva kutengesa. Mamwe mazwi: kileembi (pencil). Chewa vanoti kulemba vachireva kunyora.
  • Hanga vanoti malaaka (n. angel) kureva ngirozi. Swahili vanoti malaika kureva ngirozi.
  • Hanga vanoti ŋuwa (v. 1. smell; 2. scent) kureva nhuwa. Mamwe mazwi: ŋuwa (n. navel).
  • Hanga vanoti nyu kureva kunwa. Mamwe mazwi: nyuusi (v. cause to drink, especially a child or a sick person) kureva kunwisa.
  • Hanga vanoti tete (n. tingling sensation (pins and needles). Fananidzai nokuti kuteta?
  • Hanga vanoti wulugu (n. dust; steam) kureva huruva. Mamwe mazwi: wulo (n. secrecy).
  • Hanga vanoti wusi (n. smoke) kureva utsi. Mamwe mazwi: yipaara (leader). VaMakua vanoti ulupale (adj. chief, greatness) kureva hukuru.
  • Hanga vanoti zibi (be dark) kureva kusviba.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Hanga vanoti baaru (n. 1. news; 2. message; 3. happenings). Mamwe mazwi: baarutira (n. announcer).
  • Hanga vanoti bapira kana bapiya (n. father's younger sibling). Mamwe mazwi: barika (n. blessing).
  • Hanga vanoti beeri (n. older same-sex sibling). Mamwe mazwi: begi (v. be near) kureva kuva pedyo.
  • Hanga vanoti binyoo (n. 1. empty thing; 2. food without meat). Mamwe mazwi: biya (n. child; seed).
  • Hanga vanoti boba (n. group) kureva boka. Mamwe mazwi: boote (n. sack) kureva saga.
  • Hanga vanoti buŋ (n. thing) kureva chinhu. Mamwe mazwi: cheen (purify or cleanse) kureva kuchenesa.
  • Hanga vanoti chiriseeni (n. dysentery) kureva manyoka. Mamwe mazwi: chisiri (n. tribal mark).
  • Hanga vanoti daa kana daasi pakuwanda (n. day) kureva musi. Mamwe mazwi: dabaayi (num. two days).
  • Hanga vanoti dabaata (num. three days). Mamwe mazwi: dabaanu (num. five days).
  • Hanga vanoti dantaala (adv. three days ago). Mamwe mazwi: dantaari (adv. three days ahead).
  • Hanga vanoti dede (1. equal or the same size; 2. normal). Mamwe mazwi: gonda (n. pawpaw).
  • Hanga vanoti durinye (n. everything on the earth). Mamwe mazwi: duuri (other side of a river).
  • Hanga vanoti fere (mind or thoughts) kureva ndangariro. Mamwe mazwi: foifoi (idle or aimless).
  • Hanga vanoti jilima (respect) kureva rukudzo. Mamwe mazwi: jilli (n. egg) kureva zai.
  • Hanga vanoti jina (n. plan; decision). Mamwe mazwi: kapete (n. inheritance or property).
  • Hanga vanoti katasa (n. 1. bowl; 2. roofing sheet). Mamwe mazwi: kijaande (n. mat used for sleeping or as a door).
  • Hanga vanoti kunde (n. earring) kureva mhete. Mamwe mazwi: kundu (n. pile of things).
  • Hanga vanoti manika (n. corn mill) kureva chigayo. Mamwe mazwi: mapira (n. mother's younger sister) kureva mainini.
  • Hanga vanoti mokasa (n. 1. green or fresh grass; 2. green colour). Mamwe mazwi: moringa (n. moringa tree).
  • Hanga vanoti muchero (n. sibling's partner or partner's sibling). Mamwe mazwi:
  • Hanga vanoti niŋa (n. body) kureva muviri. Mamwe mazwi: nira kana nivu (n. person) kureva munhu.
  • Hanga vanoti nyaaŋa (n. back) kureva musana. Mamwe mazwi: nyaari (n. 1. chest; 2. heart).
  • Hanga vanoti nyemini (n. hippopotamus) kureva mvuu. Mamwe mazwi: nyina (n. teeth). Fananidzai nokuti kunyinura?
  • Hanga vanoti nyini (pronoun. you. Singular emphatic) kureva iwe. Mamwe mazwi: ŋuuri (n. yam).
  • Hanga vanoti nyiiri (v. tickle) kureva kunyerekedza. Mamwe mazwi: nyirimanyirima (attr. rough).
  • Hanga vanoti ŋmeribiya (n. star) kureva nyenyedzi. Mamwe mazwi: ŋmeri (n. moon or month).
  • Hanga vanoti saani; seela (n. place) kureva nzvimbo. Mamwe mazwi: saara (n. person of same age; animal of same size).
  • Hanga vanoti saana (n. stranger; visitor) kureva muenzi. Mamwe mazwi: soowi (v. be black).
  • Hanga vanoti soomanji (n. paid worker) mushandi asingabhadharwe. Mamwe mazwi: suga (n. gold).
  • Hanga vanoti sunsuwa (in the middle) kuva pakati. Mamwe mazwi: su (own or possess).
  • Hanga vanoti toora (n. sickness) kureva hurwere. Mamwe mazwi: tumi (v. work, send).
  • Hanga vanoti tuwa (n. baobab tree) kureva muwuyu. Mamwe mazwi: voori (n. hole) kureva buri.
  • Hanga vanoti wayi (n. jackal) kureva gava.

Manhamba chinjirudza

  • Hanga vanoti luŋko (num. one) kureva posi.
  • Hanga vanoti ayi (num. two) kureva piri. Bayi (two people). Buyi (num. twice).
  • Hanga vanoti ata (num. three - non human) kureva tatu. Mamwe mazwi: Bata (three people). Buta (num. three times).
  • Hanga vanoti anaasi (num. four) kureva ina. Mamwe mazwi: bunaasi (num. four times) kureva kana.
  • Hanga vanoti anu (num. five) kureva shanu. Mamwe mazwi: ayoobu (num. six) kureva tanhatu.
  • Hanga vanoti ayapoin (num. seven) kureva nomwe. Mamwe mazwi: anii (num. eight) kureva sere.
  • Hanga vanoti awai (num. nine) kureva pfumbamwe.