Yangben

(runangakatsva kubva kuMutauro weYangben)

Yangben mutauro unowanikwa kuCameroon.

Mazwi Anotodza Shona chinjirudza

Mutauro weYangben unonyorwa nemamwe mavara eAlphabet atisina kuChiShona kana kuEnglish, asi tikanatsa kucherechedza une mazwi ane chitsama anotodzana neShona.

  • Yangben vanoti kɪ̀≠kák–à (n. powerful man). Kune zita rinzoni Chikaka.
  • Yangben vanoti à-m≠básà (n. joint, two things connected).
  • Yangben vanoti èm≠bù (n. seed) kureva mbeu.
  • Yangben vanoti èŋ≠èɲ–í (n. guest, visitor, stranger) kureva mueni.
  • Yangben vanoti èŋ≠ép–ì̥ (n. thief) kureva mbavha kana mubi.
  • Yangben vanoti kʷ≠ɛ̀ⁿd–ɛ̀ (v. walk, travel) kureva kuenda. Mamwe mazwi: ɛ̀ŋ≠ɛ̀ⁿd (n. journey) kureva rwendo.
  • Yangben vanoti kɪ̀≠tɔ̀ŋ (n. country, ethnic area, village) kureva nyika kana musha. Kune chirevo chokuti - Rooranai vematongo. Vara ɔ̀ rinoverengwa sa o.
  • Yangben vanoti kùsì̥ (n. floor, ground, land, earth) kureva pasi.
  • Yangben vanoti kù≠tím (v. dig) kureva kutimba.
  • Yangben vanoti kʊ̀≠jàn–à (v. play). Fananidzai nokuti kudzana?
  • Yangben vanoti kʊ̀≠jɛ́k–ɛ̀ (n. thresh, beat grain, winnow).
  • Yangben vanoti kʊ̀≠kʊ́s–à (v. reunite) kubatanidza patsva. Mamwe mazwi: kù≠kús–ìk-èɲ-ì (v. bring together). Fananidzai nokuti kukutsira?
  • Yangben vanoti kʊ̀≠sás–à (v. threaten). Fananidzai nokuti kusasadzira?
  • Yangben vanoti kʊ̀≠sɛ́ⁿd–ɛ̀k (v. place something at an oblique angle) kureva kusendeka.
  • Yangben vanoti kʊ̀≠tál (v. put or place something) kugadzika.
  • Yangben vanoti kʊ̀≠tʲáp–à (v. fetch firewood) kureva kutapa huni.
  • Yangben vanoti kʊ̀≠wáːk–à (v. to build) kureva kuvaka kana kuwaka.
  • Yangben vanoti kʷ≠ǎŋ–à (v. enjoy liberty, do whatever one wants). Fananidzai nokuti Chikwanha.
  • Yangben vanoti kʷ≠ǎt–ɛ̀n (v. hit) - sokuti kukwatura nembama.
  • Yangben vanoti kʷ≠ǎt–ʊ́k-àn (v. to separate, to leave) kureva kukwatura makwati.
  • Yangben vanoti kʷ≠ǒk (v. take fire to light another) kureva kugoka moto.
  • Yangben vanoti mà≠sʲà (n. side of something) kureva rutivi.
  • Yangben vanoti má≠tân (n. five) kureva mashanu.
  • Yangben vanoti má≠tɪ́ⁿdàtʊ̥̀ (n. six) kureva matanhatu.
  • Yangben vanoti mʊ̀≠ʊ̀ⁿd (n. man, person) kureva munhu.
  • Yangben vanoti m≠bàl (n. leopard) kureva mbada.
  • Yangben vanoti m≠bʷà (n. dog) kureva mbwa.
  • Yangben vanoti ɱ≠fʲó (n. kidney) kureva itsvo.
  • Yangben vanoti ɱ≠fʷéɲé (n. resemblance) kureva kufanana.
  • Yangben vanoti nɪ̀≠kɔ̀t (n. nape of neck) kureva kugotsi.
  • Yangben vanoti nʊ̀≠kɛ́k kana tʊ̀≠kɛ́k (n. new-born baby) kureva mwana mucheche.
  • Yangben vanoti nʊ̀≠kʊ́t–à kana tʊ̀≠kʊ́t–à (n. constraint, obligation).
  • Yangben vanoti kʊ̀≠tɛ́m–ɛ̀ (v. clear (land for planting)) kureva kutema sango uchiita munda.
  • Yangben vanoti ɲàtɪ̥̀ (n. buffalo) kureva nyati.
  • Yangben vanoti ɲɔ̀k (n. snake) kureva nyoka.
  • Yangben vanoti pʊ̀≠ɲàm (n. animal) kureva mhuka. Fananidzai nokuti nyama?
  • Yangben vanoti pʊ́≠tátʊ̀ (n. three) kureva nhatu.
  • Yangben vanoti pʷ≠ǒkì̥ (n. honey) kureva huchi.
  • Yangben vanoti tàtɛ́ kana si (n. father) kureva baba.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • VaYangben vanoti è≠fùŋ (n. chief) kureva Ishe. Chewa vanoti mfumu.
  • Yangben vanoti è≠lúl–úk-è (n. heat) kureva kudziya. Mamwe mazwi: kʷ≠ès–èp-è kana kʷ≠ɛ̌ɲ (v. heat).
  • Yangben vanoti jǒtʲè (n. mother) kureva amai.
  • Yangben vanoti j≠àl–à kana mʷ≠àl–à (n. gossip, slander) kureva makuhwa.
  • Yangben vanoti kì≠kòⁿd (n. cripple) kureva chirema.
  • Yangben vanoti kì≠lélé (n. soot) kureva chiny'ai.
  • Yangben vanoti kì≠sé (n. inheritance) kureva nhaka.
  • Yangben vanoti kì≠sʲè (n. light) kureva chiedza.
  • Yangben vanoti kì≠tì (n. madness) kureva kupenga.
  • Yangben vanoti kì≠tùᵐbù (n. traditional clothing of women).
  • Yangben vanoti kɪ̀≠pàl–à (n. road) kureva mugwagwa.
  • Yangben vanoti kɪ̀≠pàpʊ́ (n. wing, fin) kureva bapiro.
  • Yangben vanoti kɪ̀≠sà-sá (n. granary) kureva dura.
  • Yangben vanoti kɪ̀≠tʊ́ᵐbɛ̀ (n. ewe, sheep) kureva hwayi.
  • Yangben vanoti kù≠sèl–èn (v. land, descend). Mamwe mazwi: kù≠sèl–ì (v. lower, reduce). Fananidzai nokuti kuserera?
  • Yangben vanoti kù≠séᵐb–ì (v. throw away, discard, toss) kureva kurasa.
  • Yangben vanoti kù≠téːk–ì (v. announce) kureva kuparidza?. Kune zita rinonzi Muteki.
  • Yangben vanoti kʊ̀≠jɔ̀m–ɛ̀ (v. flood) kureva kufashama.
  • Yangben vanoti kʊ̀≠kàɲ (n. defend, forbid, prevent, prohibit) kureva kudzivisa. Chewa vanoti kukana (to deny, object).
  • Yangben vanoti kʊ̀≠kɔ̀m (v. grow up) kukura. Mamwe mazwi: kʊ̀≠kʊ̀m–àn (v. grow - continual). Fananidzai nokuti mukoma?
  • Yangben vanoti kʊ̀≠nʷà (v. rainfall) kureva kunaya.
  • Yangben vanoti kʊ̀≠sàl (v. cut in two) kureva kucheka. Mamwe mazwi: kʊ̀≠sàl–à (v. foretell the future).
  • Yangben vanoti kʊ̀≠tát–à (v. to practice sorcery) kureva kuroya.
  • Yangben vanoti kʊ̀≠tɛ̀k (v. place oneself, take up postition) kureva kuzvigadza chinzvimbo.
  • Yangben vanoti Mà≠ŋánɛ́ (n. God - supreme being) kureva Mwari.
  • Yangben vanoti mà≠làlà (n. spider's web) kureva dandadzira.
  • Yangben vanoti m≠bàl–á (n. pocket, sack, bag) kureva chihomwe.
  • Yangben vanoti m≠bèkí (n. strength, force) kureva simba.
  • Yangben vanoti nɪ̀≠ᵐbátɪ́ (n. south) kureva chamhembe.
  • Yangben vanoti nɪ̀≠sɛ́ⁿd–ɛ́n (n. dusk, twilight) kureva zuvarodoka - apo zuva rinenge rasendama.
  • Yangben vanoti nʲ≠àp (n. division, sharing, portion) kureva mugove.
  • Yangben vanoti pʷ≠àⁿdɛ́ (n. two) kureva mbiri.