Udorongodzwa hwe mazita emhuka
Zanhi rino ndere kudorongotsa mazita emhuka.
Zvizwi zvechimbarikwa
chinjirudzaMazwi ari mutafura iyi anoshandisirwa ruzhinji kana mavurutowo (kureva taxons) zvose zvemumhuri, musaku, kana bazu zve ruambamhenyu.
Chizwi chechisainzi | Zita rezvisinei | Vana | Hadzi | Hono | Bizo revuzhinji (chaunga) | chipauro chevuzhinji |
---|---|---|---|---|---|---|
Nhoni (aves) | shiri | nhiyo | tseketse | jongwe | kuruunda | chinhoni (avian) |
N'ombe (Bovinae) | mombe, n'ombe | mhuru | mhou(yakazvara), tsiru (isati yazvara) | nzombe, gwaimani kana ngavi | danga | chibofini (bovine) |
Mbwa (Canidae) | imbwa | mbwanana, handa, kutu | mbwakadzi | mbwamukono | dumbu | chimbwa (canine) |
Nyangumi (Cetacae) | nguma, hengeto (dhorofini), bongorwana (popoisi) | ngumana, hengetwana, bongorwanana | mhovu | ngunzi | podhi | chinyangumi (cetacaen) |
Hachi (Equidae) | bhiza (mbigi, hachi) | bhizana | bhizakadzi | bhizamukono | danga | chimbigi (equine) |
Nyamangowi (Felidae) | mangoi | chidharimbo
(mangoi madoko), handa (mangoi makuru) |
mangwekadzi | mangwemukono | clowder (madoko), pride (makuru) | chimangowi (feline) |
Usui (Suidae) | nguruve | chigwi, ngurwana | sow | boar | drift or drove | chisui (porcine) |
(Procyonidae) | Raccoon family of Carnivorans | cub, kit | sow | boar | gaze, smack, committee | procyonine, nasuine, others |
Viverridae | Civet family of Carnivorans | cub, kit | sow | boar | gaze, smack, committee | viverrine |
Mustelidae | Ferret family of Carnivorans (large: badgers & wolverines; small: weasels & ferrets) | kit | sow (large) or jill (small) | boar (large) or hob, jack (small) | colony (large) or business (small) | musteline |
Leporidae | tsuro | nestling | jill | jack | nest or band | leporine |
Osteichthyes | bony fish | hatchling, fry, fingerling | ? | ? | school, shoal | piscine, ichthyic |
Zvizwi ne rudzi kana mavurutowo
chinjirudzaMhuka | Vana | Hadzi | Hono | Bizo revuzhinji | Chipauro chevuzhinji | Nyama |
---|---|---|---|---|---|---|
A | ||||||
Aribhatlose, aribhatyose
(albatross) |
aribhatlosana, aribhatyosana | — | — | furoku | (diomedeid) | nyama ye aribhatlose |
Arupaka(alpaca) | arupakana | hembura (hembra) | mhacho | danga | chigamera (camelid) | |
B | ||||||
Bata (kana dhadha) | chinhoni | |||||
Bere | taona | berekadzi | beremukorno | chisvitsi (Hyaenine) | ||
Beta (nyoka) | ||||||
Bete | ||||||
Bheya | handa | bheyahadzi | bheyahono | |||
Bhumi | handa | bhumikadzi | bhumimukono | |||
Bimha | tsvana | |||||
Bumhi (kana mhumhi) | ||||||
Bungubwe | chimbwa (canine) | |||||
C | ||||||
Chengu (kana dunguza) | chengukadzi | chenguhono | ||||
Chevhu | ||||||
Chidembo | ||||||
Chingosve | ||||||
Chinyaridi (kana chinyavada) | ||||||
Chipembere | ||||||
Chipfukuto | ||||||
Chitsere | ||||||
D | ||||||
Dausi | ||||||
Dapi | ||||||
Datya | burungwa, burunyu | |||||
Dhumukwa | ||||||
Dindingwe | chimangowe (feline) | |||||
Dune | ||||||
Dzoma | ||||||
Dzvatsvatsva | ||||||
Dzvinyu | ||||||
E | ||||||
F | ||||||
Fifinha (muramba) | ||||||
Furiramudenga (tarisai zve Twiza) | ||||||
G | ||||||
Gakanje (kana gakandye) | gakandyana | |||||
Garwe | chikwena | |||||
Gava | gavana, handa | chimbwa | ||||
Gombakomba | ||||||
Gondo | ||||||
Gondobwe (kana Gondohwe) | ||||||
Gonzo | ||||||
Gora | chinhoni (avian) | |||||
Gurwe | ||||||
Gwavava | ||||||
Gwee | ||||||
Gwete | ||||||
H | ||||||
Haka | hambakabvuka | |||||
Handira | mhuru | tsiru, mhou | handira, nzombe | chimombe | ||
Hanga | chinhoni | |||||
Hhono | ("chihove") | |||||
Hozhwa | ||||||
Huku | nhiyo | tseketse | jongwe | kuruunda | chinhoni (avian) | |
Humba | humbana | humbakadzi | humbamukono | |||
Hurekure | chinhoni (aves) | |||||
Hweru | hwerwana | hwerukadzi | hwerumukono | hwiribidi kana dzimba (orycteropodian) | ||
Huhwe (kana manyene) | handa, huhwena | chimbwa (canine) | ||||
I | ||||||
Igo | chipembenene | |||||
Imbwa | mbwanana, handa | mbwakadzi | mbwamukono | dumbu | chimbwa (canine) | |
Ingwe (kana taiga) | chimangowe (feline) | |||||
Ishwa | chipembenene | |||||
J | ||||||
Jagwa | Jagwana, handa | chimangowe (feline) | ||||
Jerenyenje | ||||||
K | ||||||
Kamba | ||||||
Kangaruwu | jowi | furaya, dhowi | bhaki, bhuma | mobhu | macropodine | |
Khambangwe(black panthe)(tarisai Ẋambangwe) | handa, khambangwana | |||||
L | ||||||
M | ||||||
Mangoi | chidharimbo | mangwekadzi | mangwemukono | chimangowe (feline) | ||
Maserwe | ||||||
Mbada | handa, mbadana | mbadakadzi | mbadagono | chimangowe (feline) | ||
Mbasi | ||||||
Mbeva | ||||||
Mbizi | mbizana (?) | mbizihadzi | mbizigono | chimbigi/chihachi (equine) | ||
N | ||||||
Ngarikuni | chinhoni (aves) | |||||
Nghamera | chigamera (camelid) | |||||
Ngongoni | ||||||
Nguma | ngumi (cetacae) | |||||
Nguruve | chigwi, ngurwana | |||||
Nhari | ||||||
Njiri | ||||||
Ngwarati | ||||||
Ngwena(aligheta) | ngwenyana | ngwenahadzi | ngwenamukono | chaunga | eusuchan | |
Nyati | ||||||
Nzou | ||||||
O | ||||||
Oyista | ||||||
P | ||||||
Phanda | phandana, handa | |||||
Pweza[1](octopus) | pwezana (?) | |||||
R | ||||||
Rukodzi (kana ruvango) | ||||||
Rwaivhi | mandishaya | |||||
S | ||||||
Sekwe | ||||||
Shumba | handa | chimangowe (feline) | ||||
Sokwe | ||||||
Svosve | svosvana | rimambokadzi[2] (rinokwanisa kubara) | svosverikono[4] | koroni[5] | ||
Svugu | ||||||
T | ||||||
Tsenzi | ||||||
Tsuro (kana shuro) | ||||||
Twana | ||||||
Twiza (kana furiramudenga) | ||||||
V | ||||||
W | ||||||
Walabhii | jowi | jili | jaki | mobhu | ? | |
Wombati | jowi | jili | jaki | wisidhomu | ? | |
Z | ||||||
Zingizi | ||||||
Zizi | chinhoni (aves) | |||||
Zongororo |
Mabviro eruzivo
chinjirudza- ↑ https://vashona.com/en/dictionary/en/octopus
- ↑ kutodza Chingezi, svosve hadzi rinonzi mambokadzi.
- ↑ 3.0 3.1 Kutodza Chingezi, svosve risingabari riri pazasi perimambokadzi rinodanwa kunzi rishandi uye ribishingi
- ↑ Ragadzirwa tichitodza masikirwo emashoko muChishona, chivakamberi -kono, -hono, chawedzerwa kumberi kwe shoko kuvumba shoko ridzva.
- ↑ Kutodza Chingezi 'colony'